Our website is made possible by displaying online advertisements to our visitors.
Please consider supporting us by disabling your ad blocker.

Responsive image


Itopiya

የኢትዮጵያ ፈደራላዊ ዲሞክራሲያዊ ሪፐብሊክ
National motto: Ethiopia Tikdem
Ethiopia

Itopiya (kureva Ethiopia; muRuamhari: ኢትዮጵያ Ityopp'ya) kana Vuhabhishi pachihofisi inonzi Utemabadze wo Rufedherari rwe Rudhende rwe Itopiya, inyika yakakomberedzwa nedzimwe inowanikwa muRunyanga rwe Afurika. Itopiya yakaganhurana nenyika dzinoti: Eriteriya iri kumaodzanyemba nemaodzanyemba kwakadziva kumabvazuva; Jibhuti ne Somariya kumabvazuva; Sudhani ne Sudhani Chamhembe kumadokero neKenya kuchamhembe. Kuchienzaniswa nyika dzakakomberedzwa nedzimwe, Itopiya ine vagari mamiriioni 93 ndiyo iri pakutanga pahuwandu hwevagari Pasirose, uye ndiyo yechipiri muAfurika pahuwandu hwehugari hwevanhu. Nharaunda yeItopiya yakakura maskweya ekiromita 1,100,000; gutaguru remo rinonzi Addis Ababa.

Vanhu vekuItopiya vanonzi Vatopiya uye munhu mumwechete anenge achinzi Mutopiya/Mtopiya.


Previous Page Next Page






Ефиопиа AB Ethiopia ACE Эфиопие ADY Ethiopië AF Äthiopien ALS ኢትዮጵያ AM Ethiopia AMI Etiopia AN Sigelhearwenaland ANG Etiopia ANN

Responsive image

Responsive image