Our website is made possible by displaying online advertisements to our visitors.
Please consider supporting us by disabling your ad blocker.

Responsive image


Namibhiya

Rudhende rwe Namibhiya
National motto: Unity - Liberty - Justice

Namibhiya (kureva Namibia) kana Namibhia, pachihofisi inonzi Rudhende rwe Namibhiya inyika iri kuchamhembe kwakadziva kumadokero kweAfurika inoita muganhu neGungwa re Atlandiki kumadokero kwayo. Nyika dzinoganhurana neNamibhiya dzinoti: Angola neZambia kumaodzanyemba, Vutswana kumabvazuva neAfurika Chamhembe kuchamhembe nekumabvazuva. Pakati peZimbabwe neNamibia pane nhambwe yemamita 200 iyi nzvimbo iri murwizi. Namibhiya yakawana rusununguko kubva kuhutongi hweAfurika Chamhembe musi wa 21 March 1990 izvi zvichitevera Hondo yerusununguko yeNamibia. Guta guru renyika iyi rinonzi Windhoek.Rimwe guta riri kumahombekombe eGungwa re Atlandiki rinonzi Walvis Bay.

Vanhu vekuNamibhiya vanonzi Vanambhiya uye munhu mumwechete anonzi Munambhiya/Munambhia.


Previous Page Next Page






Намибиа AB Namibia ACE Намибие ADY Namibië AF Namibia ALS ናሚቢያ AM Namibia AMI Namibia AN Namibia ANG Namibia ANN

Responsive image

Responsive image