Muzvidzidzo zveMasvomhu nePimanyika, nharaunda (1. Area, 2. Territory, district, province, 3. Environment) izwi rinoreva kukura kwakaita nzvimbo kunowanikwa nokuunga hwasha nehurefu hwenzvimbo iyoyo.