Our website is made possible by displaying online advertisements to our visitors.
Please consider supporting us by disabling your ad blocker.

Responsive image


Sudhani

Rudhende rwe VoSudhani
Mitauri iviri ye chihofisi
Chidhinka: Thudän
Chiarabhu: جمهورية السودان

Jumhūriyyat as-Sūdān

National motto: النصر لنا / al-Nadir Nila

Sudhani (Chiarabhu: السودان, as-Sūdān, Chidhinka: Thudän) kana VoSudhani, pachihofisi inonzi Rudhende rwe VoSudhani, inyika iri kuMaodzanyemba e Afurika. Inoganhura ne Ijipita kumaodzanyemba kwayo, Eriteriya kuMaodzanyembaemabvazuva, Ribhiya kumaodzanyembaemadokero, Itopiya kuChamhembechemabvazuva, uye Rudhende rwe Afurika Yepakati kuchamhembechemadokero uye ne Sudhani Chamhembe kuchamhembe kwayo ne Bhahari Dzvuku. Ine huwandu hwe vanhu unosvika 45.70 miriyoni muna 2022 uye inotora 1,886,068 maskweya kiromita (728,215 sk mi), zvichiita nyika yechitatu muAfurika pakukura neruwa, uye nyika yechitatu pakukura ne ruwa muLigi ye Vuarabhu.

Gutaguru rayo rinonzi Kharitoume (kureva Khartoum), uye guta rayo rinehuwandu hwakawandisa iOmdurman (chikamu che ruwa remetropoliti rwe Khartoum).

Vanhu vanobva kuSudhani vanonzi Vasudhani uye munhu mumwechete anonzi Musudhani/Msudhani.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Previous Page Next Page






Судан AB Sudan ACE Судан ADY Soedan AF Sudan ALS ሱዳን AM Sudan AMI Sudán AN Sudan ANG Sudan ANN

Responsive image

Responsive image