Our website is made possible by displaying online advertisements to our visitors.
Please consider supporting us by disabling your ad blocker.

Responsive image


Vaarabhu

Vaarabhu kana Waarabhu (asi, kana ari munhu mumwe chete anonzi Mwarabhu/Muarabhu, Ushoma Chiarabhu:: عَرَبِيٌّ, arabīyun, Uwandu Chiarabhu: عَرَب, arab) ruchava rwevanhu vanogara muVuarabhu kuMadokero eEzhiya (kana Maodzanyembaemabvazuva eAfurika), Maodzanyemba eAfurika, Runyanga rwe Afurika, uye nekumadokero kwezvitsuwa zve Gungwa re Indiya (zvichisanganisa Komori). Mwarabhu wekuspora anowanikwa pasirose zviravwo (manumeri) zvakawanda, pakazhinji kunzvimbo dzinenge Amerika, Madokero eYuropu, Turuki, Indonesia ne Irani.


Previous Page Next Page






Bansa Arab ACE Арапхэр ADY Arabiere AF Araber ALS Arabes AN Arabas ANG عرب Arabic ܥܡܐ ܥܪܒܝܐ ARC لعرب ARY عرب ARZ

Responsive image

Responsive image