Vabuja kana Wabuja (uye mukunyorwa kumwe Vabudya kana Wabudya, Vabudja uye Wabudja) ruchava rwe vanhu vanogara muZimbabwe vane hukama neVakorekore. Vanotaura mutauro wavo wavanoti Chibuja uyezve vanowanikwa kwaMutoko. Vanodana Zimbabwe vachiti Zimbahwe.