Arujeriya

Arujeriya
الجمهورية الجزائرية الديمقراطية الشعبية
ⵟⴰⴳⴷⵓⴷⴰ ⵜⴰⵎⴻⴳⴷⴰⵢⵜ ⵜⴰⵖⴻⵔⴼⴰⵏⵜ ⵜⴰⵣⵣⴰⵢⵔⵉⵜ

Nasifla Presifla
Mitauro yekuMatare: Chiarabbu, Berber
Guta Guru: Algiers
Nharaunda: 2381741 km²
Hugari hweVanhu: 40,400,000[1] (2016)
Tsinhano yeHugari: 15.9 km²
I TLD: .dz
الجزائر.

Arujeriya, Arujeria (kureva Algeria; Chiarabhu: الجزائر (al-Jazā'ir), Chibhebha:ⴷⵣⴰⵢⴻⵔ (Dzayer) kana Rujazaire, zita rayo repachihofisi i-Utemabanze we Rudhende rwe Vajazira inyika iino wanikwa muziwumbe re Afurika kuMaodzanyemba. Arujeriya inyika ye Uyisalama, gutaguru rayo rinonzi Aruja[2] uye inyika iri muchikamu cheMagharibhi. Kumaodzanyemba kwayo yakaganhwa ne bhahari re Medhiteraniya, uye kumaodzanyemba-emabvazuva yakaganhwa ne Tunisia, kumabvazuva neRibhiya uye neNayizhe kuchamhembechemaodzanyemba. Kuchamhembechemadokero chayo kune Maari ne Moritani, uye kumadokero kwe Sahara yakaganhwa neMoroko.

Arujeriya inyika hombe kwazvo muAfurika yese asi ruzhinji rwenyika yacho iGwenga re Sahara.

Zita renyika rakatorwa kubva kugutaguru rakadaidzwa nezita rimwe chete rekuti "al-fill-ir" kana nyika nhasi ichienda kumutauro weChiarabhu.

Vanhu vekuArujeriya vanonzi Vaarujeri uye munhu mumwechete anonzi Mwarujeri (Muarujeri).

  1. "Démographie (ONS)". ONS. 19 January 2016. Archived from the original on 6 March 2012. Retrieved 19 January 2014. 
  2. L.Carl Brown, (8 Chikunguru 2021), 'Arujeria' Yakatariswa: 12 Chikunguru 2021

Arujeriya

Dodaje.pl - Ogłoszenia lokalne