| |||
National motto: Fraternité – Travail – Progrès | |||
Nayizhe (kureva Niger; The Niger; Fur: République du Niger, Hau: Jamhuriyar Nijar)) kana VoNayizhe, uye pachihofisi ichizonzi Rudhende rwe Nayizhe inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kumadokero kweAfurika inotodza zita kubva paRwizi Nayizhe. Nyika dzakakomberedza Nayizhe dzinoti: Naijeriya ne Bhenini kuchamhembe; Bhurukina Faso ne Maari kumadokero; Arujeriya ne Ribhiya kumaodzanyemba ne Chadhi kumabvazuva. Nayizhe ine nharaunda yakakura kusvika 1.27 mamiriyoni eskweya makiromita, asi zvikamu makumi manomwe pazana (80%) yenharaunda yayo iri muGwenga re Sahara. Nyika iyi ine hugari hwevanhu 22,772,361 ruzhinji rwavo vari maVasalama vakawandira kuchamhembe nekumadokero kwenyika iyi. Gutaguru re Nayizhe rinonzi Niameyi rinowanikwa kuchamhembe kwakadziva kumadokero kwenyika iyi.
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi |
Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero |
Zvisi ne Materitori ekunze |