Chiakoose (kana kungoti Akoose) mutauro weChibantu unotaurwa kuKameruni ne Vaakoose. Muna 2001 huwandu hwe vatuauri weChiakoose wakafungidzirwa kuva 100,000 yehuwandu hwe vanhu. Zvichienderana ne hupango hwa Malcolm Guthrie wemitauro ye Chibantu Chiakoose chaive muboka rechi A10. Chiakoose chiri mumhuri ye mitauro inonzi Manenguba.