Cinsenga kana Nsenga rurimi runotaurwa kuZambia.
- Izwi rokuti mwana (child) ndiro rimwe kuNsenga neShona.
- Nsenga inoti litanga (pumpkin) kureva nhanga.
- Nsenga inoti manzi (water) kureva mvura.
- Nsenga inoti manja (hands) kureva zvanza.
- Nsenga inoti ushungu (venom) kureva huturu.
- Nsenga inoti cimbwi (hyena) kureva bere.
- Nsenga inoti ci'valo (door) kureva gonhi.
- Nsenga inoti nyula (cloth) kureva jira.
- Nsenga inoti njoka (snake) kureva nyoka.
- Nsenga inoti chikumo (finger) kureva chigunwe.
- Nsenga inoti munzi (village) kureva musha.
- Nsenga inoti mkondo (spear) kureva pfumo.
- Nsenga inoti mfuleni (river) kureva rwizi.
- Nsenga inoti munthu (person) kureva munhu.
- Nsenga inoti mago (hornets) kureva mago.
- Nsenga inoti pa (give) kureva kupa.
- Nsenga inoti lemba (write) kureva kunyora.
- Nsenga inoti gwaza (stab) kureva kubaya nebanga.
- Nsenga inoti mphasha (clothes) kureva mbatya.
- Nsenga inoti imbwa (dog) kureva imbwa.
- Nsenga inoti mpu'nga (rice) kureva mupunga.
- Nsenga vanoti tata (father) kureva baba.
- Nsenga vanoti mpala (n. an unmarried man), murume asina kuroora.
[1]
- ↑ http://arrow.latrobe.edu.au:8080/vital/access/manager/Repository/latrobe:34424;jsessionid=1F4928F2565C3C80F06AEE8221637696?f0=sm_subject%3A%22Nsenga+language+Grammar.%22